3 Johani 1:2-3
3 Johani 1:2-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mudikani, ndinonyengetera kuti uve noutano hwakanaka uye kuti zvose zvikunakire kunyange sokufara kwomweya wako. Ndakafara kwazvo dzimwe hama padzakauya dzikandiudza nezvokutendeka kwako pachokwadi uye kuti unoramba uchifamba sei muchokwadi.
3 Johani 1:2-3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mudikanwi, ndinokunyengetera kuti ufare pazvinhu zvose, uye uve mukukutu, sokufara kwomweya wako. Nokuti ndakafara zvikuru hama dzichisvika dzichikupupurira chokwadi yako, dzichiti, unofamba muchokwadi.
3 Johani 1:2-3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mudikanwi, ndinonamata kuti dai waro zvinhu zvose zvangokufambira zvakanaka uye kuti uve noutano hwakanaka. Ndine chokwadi chokuti pane zvomweya wako, muchete. Ndakafara zvikuru vamwe vedu pavakasvika vachipupurawo nezvechokwadi chiri mauri sokutevedzawo kwaunoita idi zviri pachokwadi.
3 Johani 1:2-3 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Muɗikanwa, ndinokunyeŋgetera kuti ufare paɀinhu ɀose, ʋuye uʋe mukukutu, sokufara kwomŋeya wako. Nokuti ndakafara ɀikuru hama dziciȿika dzicipupurira ɀokwaɗi yako, dziciti, unofamba muɀokwaɗi.
3 Johani 1:2-3 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)