3 Johani 1:12
3 Johani 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Dhemetriasi anopupurirwa zvakanaka navose, uye kunyange nechokwadi chaicho. Nesuwo tinotaura zvakanaka nezvake, uye munoziva kuti uchapupu hwedu ndohwechokwadi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 3 Johani 13 Johani 1:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Dhemetirio anopupurirwa navanhu vose, uye nechokwadi chaicho; nesu tinopupurawo, newe unoziva kuti kupupura kwedu ndokwechokwadi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 3 Johani 13 Johani 1:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Dhemetiriusi munhu anoyemurika kuvanhu vose uye achipupurirwa nechokwadi pachacho. Neniwo ndinomupupurira. Iwe unoziva kuti kupupura kwangu ndekwechokwadi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 3 Johani 1