2 Timoti 3:14
2 Timoti 3:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi iwe, rambira pazvinhu zvawakadzidza uye ukatenda mazviri, nokuti unoziva kuti wakazvidzidza kubva kuna ani
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Timoti 32 Timoti 3:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi iwe, rambira pane zvawakadzidza nezvawakatendiswa, uzive kuti wakazvidzidza kuna ani
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Timoti 32 Timoti 3:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi iwe ramba uri munezvawakadzidza uye zvawadavira nemwoyo wose uchiziva kuti wakazvidzidza kuna vanaani.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Timoti 3