2 Samueri 11:27
2 Samueri 11:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino mazuva okuchema akati apera, Dhavhidhi akamuuyisa kumba kwake, akava mukadzi wake, uye akamuberekera mwanakomana. Asi chinhu ichi chakaitwa naDhavhidhi hachina kufadza Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Samueri 112 Samueri 11:27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati apedza kuchema, Dhavhidhi akatuma nhume kumutora, akamuisa mumba make, akava mukadzi wake, akamuberekera mwanakomana. Asi chinhu ichi, chakanga chaitwa naDhavhidhi, hachina kufadza Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Samueri 112 Samueri 11:27 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuzoti nguva yokuchema kuya yapera, Dhavhidhi akati aunzwe kumba kwake, akava mukadzi wake akamuberekera mwana mukomana. Asi zvakanga zvaitwa naDhavhidhi izvi hazvina kufadza Tenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Samueri 11