2 Madzimambo 20:3
2 Madzimambo 20:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Haiwa Jehovha, rangarirai kuti ndakafamba sei pamberi penyu nokutendeka uye nomwoyo wose uye ndikaita zvakanaka pamberi penyu.” Hezekia akachema zvikuru.
2 Madzimambo 20:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Dorangarirai henyu, Jehovha, kuti ndakafamba pamberi penyu nezvokwadi nomwoyo wose, ndikaita zvakanaka pamberi penyu.” Hezekia akachema kwazvo.
2 Madzimambo 20:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Ndakutetererai zvangu Tenzi! Dai mangoyeukawo waro kuwadzana kwandakaita nemi mumafambiro angu ndakatendeseka nomwoyo wose ndichiita zvakarurama zvamunoda.” Hezekiya akaungudza achichema zvikuru kwazvo.
2 Madzimambo 20:3 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ƌoraŋgarirai henyu, Jehova, kuti ndakafamba pamberi penyu neɀokwaɗi nomŋoyo wose, ndikaita ɀakanaka pamberi penyu. Hezekia akacema kwaɀo.
2 Madzimambo 20:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)