2 VaKorinde 9:10
2 VaKorinde 9:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino iye anopa mbeu kumudyari nechingwa chokudya achakupaiwo uye achakupaiwo mbeu zhinji mudura renyu uye agokupaiwo kukohwa kukuru kwokururama kwenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 92 VaKorinde 9:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino iye, anopa mudyari mbeu nechingwa, kuti zvive zvokudya, achakupaiwo mbeu dzokudyara achidziwanza, nokuwedzera zvibereko zvokururama kwenyu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 92 VaKorinde 9:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iye Mwari anopa mbeu kumudyari nechingwa chokudya ndiye achakupa mbeu dzose dzaunoda uye achaitawo kuti dzikure dzibereke zvokukohwa zvakawanda zvichibva muururami hwako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 9