2 Makoronike 6:21
2 Makoronike 6:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Inzwai mikumbiro yomuranda wenyu neyavanhu venyu Israeri pavanenge vachinyengetera vakatarisa kunzvimbo ino. Inzwai kubva kudenga kwamunogara uye kana manzwa muregerere.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 62 Makoronike 6:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Munzwe kukumbira kwomuranda wenyu, nokwavanhu venyu vaIsiraeri, kana vachizonyengetera vakatarira kunzvimbo iyi; donzwai iko kudenga, kwamunogara; zvino kana mukanzwa, muvakanganwire henyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 62 Makoronike 6:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Inzwaiwo chichemo ichi changu ini muranda wenyu nechevanhu venyu vaIsiraeri, pavanonamata vakaringira kunzvimbo ino. Vanzwei muri kudenga kwamunogara, pamunenge manzwa muvaregererewo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 62 Makoronike 6:21 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Munzwe kukumbira kwomuranda wenyu, nokwaʋanhu ʋenyu ʋaIsraeri, kana ʋacizonyeŋgetera ʋakatarira kunɀimbo iyi; ɗonzwai iko kuɗeŋga, kwamunogara; ɀino kana mukanzwa, muʋakaŋganwire henyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 6