1 Timoti 5:13
1 Timoti 5:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pamusoro pezvo, dzinoita tsika dzokuva nousimbe uye dzichipota nedzimba. Uye hadzizi simbe bedzi, asi vaitiwo vamakuhwa, uye vasina basa ravanoita, vachitaura zvisakafanira.
1 Timoti 5:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
uyezve, dzinodzidza kuva nousimbe dzichipota nedzimba; hadzizi simbe bedzi, asi vaitiwo vamakuhwa, dzisingaregi zvavamwe, dzichitaura zvisakafanira.

1 Timoti 5:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pamusoro paizvozvo dzinodzidza kuva tsimbe dzinotevedza nedzimba, dzisiri nyope chete asi kuti vanhu vamakuhwa vanongwarira zvamashiripiti vachitaura zvavasingafaniri kutaura.