1 Timoti 4:15
1 Timoti 4:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Shingaira pazvinhu izvi, uzviite nomwoyo wako wose, kuitira kuti munhu wose aone kupfuurira mberi kwako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 41 Timoti 4:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Shingairira zvinhu izvi, uzviite nomwoyo wose, kuti kupfuurira mberi kwako kuonekwe navanhu vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 41 Timoti 4:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ita zvinhu izvi uzvipire mazviri kuti vose vaone kubudirira kwako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 4