1 VaTesaronika 4:13-14
1 VaTesaronika 4:13-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hama, hatidi kuti muve vasingazivi pamusoro paavo vavete, kana kuchema savamwe vavo, vasina tariro. Isu tinotenda kuti Jesu akafa uye akamukazve, nokudaro isu tinotenda kuti Mwari achauyisa pamwe chete naJesu avo vakavata maari.
1 VaTesaronika 4:13-14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino, hama dzangu, hatidi kuti mushayiwe kuziva pamusoro pavavete, kuti murege kuchema savamwe vasina tariro. Nokuti kana tichitenda kuti Jesu akafa, akamukazve, saizvozvowo avo vakavata muna Jesu, Mwari achavauyisa pamwechete naye.
1 VaTesaronika 4:13-14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hama hatidi kuti munge musingazivi nezvavakafa kuti murege kusuwa sezvinoita vamwe vasina chitarisiro. Sezvatinotenda kuti Jesu akafa akamukazve saizvozvowo, nokuna Jesu, Mwari achadzosa pamwe naye vakafa.
1 VaTesaronika 4:13-14 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino, hama dzaŋgu, hatiɗi kuti mushaiwe kuziʋa pamsoro paʋaʋete, kuti murege kucema saʋamŋe ʋasinetariro. Nokuti kana ticitenda kuti Jesu wakafa, akamuka ɀe, saiɀoɀo ʋo aʋo ʋakaʋata munaJesu, Mŋari ucaʋaʋuyisa pamŋe cete naye.
1 VaTesaronika 4:13-14 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Hama hatidi kuti munge musingazivi nezvavakafa kuti murege kusuwa sezvinoita vamwe vasina chitarisiro. Sezvatinotenda kuti Jesu akafa akamukazve saizvozvowo, nokuna Jesu, Mwari achadzosa pamwe naye vakafa.