1 VaTesaronika 2:7-8
1 VaTesaronika 2:7-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
asi takanga tiri vanyoro pakati penyu, samai vanochengeta vana vavo vaduku. Taikudai zvikuru zvokuti takafara kuti tigoverane nemi, kwete vhangeri raMwari bedzi, asi noupenyu hweduwo, nokuti makanga madikanwa nesu kwazvo.
1 VaTesaronika 2:7-8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi takanga tiri vanyoro pakati penyu, somureri kana achivaraidza vana vake; saizvozvo takakushuvai kwazvo, tikati zvakanaka kuti tirege kugovana nemi Vhangeri yaMwari bedzi, asi kunyange nemweya yeduwo, nokuti makanga madikanwa nesu kwazvo.
1 VaTesaronika 2:7-8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
asi taiva vanhu vanyoro pakati penyu saamai vanoyamwisa vari kuchengeta vana vavo. Saizvozvo pamusana pokukudai zvakanyanya kwatinoita, hatina kungoda kuti tigoverane chete zveShoko Rakanaka raMwari, asi kuti tiitewo upenyu hwedu nemi nokuti imi makanga mava vapamwoyo chaivo kwatiri.
1 VaTesaronika 2:7-8 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Asi takaŋga tiri ʋanyoro pakati penyu, somureri kana aciʋaraidza ʋana ʋake; saiɀoɀo takakushuʋai kwaɀo, tikati ɀakanaka kuti tirege kugoʋana nemi Evaŋgeri yaMŋari ɓedzi, asi kunyaŋge nemŋeya yeɗu ʋo, nokuti makaŋga maɗikanwa nesu kwaɀo.
1 VaTesaronika 2:7-8 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)