1 VaTesaronika 2:1-2
1 VaTesaronika 2:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munoziva, hama, kuti kushanya kwedu kwamuri hakuna kuva pasina. Takanga tambotambudzika uye tikatukwa muFiripi, sezvamunoziva, asi norubatsiro rwaMwari wedu hatina kurega kukuparidzirai vhangeri rake pakati pokupikiswa kukuru.
1 VaTesaronika 2:1-2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti nemi, hama dzangu, munoziva kuti kupinda kwedu kwamuri hakuna kuva pasina. Asi takati tatambudzika nokuitirwa zvakaipa muFiripi, sezvamunoziva, takatsunga muna Mwari wedu, tikakuparidzirai Vhangeri yaMwari pakati pokudziviswa kukuru.
1 VaTesaronika 2:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hama dzangu imi pachenyu munoziva kuti kukushanyirai kwedu kwakanga kusiri kusina maturo. Kunyange zvedu takambenge tatambudzika uye tanyadziswa kuFiripi, sokuziva kwenyu, takaita chivindi muna Mwari wedu; takakuparidzai Shoko Rakanaka raMwari pakati pavanhu vairwisana zvikuru nezvataiita.
1 VaTesaronika 2:1-2 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti nemi, hama dzaŋgu, munoziʋa kuti kupinda kweɗu kwamuri hakuna‐kuʋa pasina. Asi takati tatambudzika nokuitirwa ɀakaipa paFiripi, seɀamunoziʋa, takatsuŋga munaMŋari weɗu, tikakuparidzirai Evaŋgeri yaMŋari pakati pokudziʋiswa kukuru.
1 VaTesaronika 2:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)