1 Samueri 7:1
1 Samueri 7:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka varume veKiriati Jearimi vakauya vakatora areka yaJehovha. Vakaiendesa kuimba yaAbhinadhabhi pachikomo uye vakatsaura Ereazari mwanakomana wake kuti achengete areka yaJehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 71 Samueri 7:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo varume veKiriatijearimi vakauya, vakatora areka yaJehovha, vakaiisa kumba kwaAbhinadhabhu pagomo; vakatsaura Ereazari mwanakomana wake, kuti achengete areka yaJehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 71 Samueri 7:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Varume vokuKiriatijearimu vakauya vakatora bhokisi raTenzi rechitenderano vakaenda naro kumba kwaAbhinadhabhu pachikomo. Vakagadza mwana wake Ereazari kuti achengete bhokisi raTenzi rechitenderano.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 7