1 Samueri 3:10
1 Samueri 3:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akauya akamirapo, akadana sapanguva dzimwe dzose achiti, “Samueri! Samueri!” Ipapo Samueri akati, “Taurai, nokuti muranda wenyu akateerera.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 31 Samueri 3:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Jehovha akauya, akamira, akadana sapanguva dzimwe dzokutanga, akati, “Samueri, Samueri!” Samueri akati, “Taurai henyu, nokuti muranda wenyu unonzwa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 31 Samueri 3:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akauya akamira ndokudaidza sezvaakamboita padzimwe nguva dziya achiti, “Samueri! Samueri!” Samueri ndokuti, “Taurai zvenyu, muranda wenyu ndakateerera.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 3