1 Samueri 26:20
1 Samueri 26:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino ropa rangu ngarirege kuteukira pasi kure naJehovha. Mambo waIsraeri akabuda kuti azotsvaka nhata, somunhu anovhima chikwari mumakomo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 261 Samueri 26:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo zvino ropa rangu ngarirege kuwira pasi kure naJehovha, nokuti mambo waIsiraeri wabuda kuzotsvaka rutata rumwe, somunhu unovhima hware mumakomo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 261 Samueri 26:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino dai ropa rangu rarega zvaro kudeurirwa kure nenzvimbo yaTenzi inoera. Ndinodaro nokuti mambo weIsiraeri abudira ini zvangu nhata zvayo, sehombarume iri kuvhima hwerekwere mumakomo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 26