1 Samueri 19:1
1 Samueri 19:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Sauro akataurira mwanakomana wake Jonatani namakurukota ake ose kuti vanofanira kuuraya Dhavhidhi. Asi Jonatani, mwana wake aifarira Dhavhidhi kwazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 191 Samueri 19:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Sauro akataurira mwanakomana wake Jonatani navaranda vake vose kuti vauraye Dhavhidhi. Asi Jonatani aida Dhavhidhi zvikuru

Verenga chikamu 1 Samueri 191 Samueri 19:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Sauro akataura naJonatani mwanakomana wake, navaranda vake vose, kuti vauraye Dhavhidhi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 191 Samueri 19:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Sauro akataurira mwanakomana wake Jonatani namakurukota ake ose kuti vanofanira kuuraya Dhavhidhi. Asi Jonatani, mwana wake aifarira Dhavhidhi kwazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 19