1 Samueri 15:29
1 Samueri 15:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Iye Kubwinya kwaIsraeri haangarevi nhema kana kushandura pfungwa dzake; nokuti haasi munhu, kuti angashandura pfungwa dzake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 151 Samueri 15:29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Uyewo Mutendiwa waIsiraeri haangarevi nhema, kana kuzvidemba; nokuti haazi munhu ungazvidemba.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 151 Samueri 15:29 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Uyewo iye Mbiri yeIsiraeri haanyepi, chaanenge ataura ndichocho, haasanduke-sanduke nokuti haasiri munhu, munhu anosanduka-sanduka iye haadaro.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 15