1 Petro 2:6
1 Petro 2:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti muRugwaro zvinonzi: “Tarirai, ndakaisa ibwe muZioni, ibwe rakasanangurwa, rinokosha, uye munhu anovimba naye haatongonyadziswi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 21 Petro 2:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti muRugwaro zvirimo, zvinoti, “Tarira, ndinoisa muZioni ibwe rekona, rakasanangurwa, rinokosha; Neanotenda kwaari haanganyadziswi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 21 Petro 2:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti zvakanyorwa muMagwaro Matsvene kuti: “Tarisai muone ndava kuisa dombo muZioni dombo rapakona rakanyatsosarudzwa uye rinokosha. Munhu anodavira maari haambonyadziswi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 2