1 Petro 2:23
1 Petro 2:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pavakamutuka, haana kudzorera; paakatambudzika, haana kutyisidzira. Asi, akazviisa kuna iye anotonga nokururama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 21 Petro 2:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
iye akati achitukwa, haana kutukazve; akati achitambudzika, haana kutyisidzira; asi akaisa mhaka yake kuna iye anotonga zvakarurama
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 21 Petro 2:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Paakanyombwa haana kudzorera nokunyombawo. Paakarwadziwa haana kuti muchazviona asi akavimba naiye anotonga zvino ruenzaniso.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 2