1 Petro 2:2-3
1 Petro 2:2-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Savacheche vachangoberekwa, pangai mukaka wakachena womweya, kuti mugokuriswa nawo muruponeso rwenyu, sezvo makaravira zvino kuti Ishe akanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 21 Petro 2:2-3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
savacheche vachangoberekwa, pangai mukaka womweya, usina kushatiswa; kuti mukure nawo, mugoponeswa; kana makaravira kuti Ishe anomwoyo munyoro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 21 Petro 2:2-3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Savacheche vatsva vachangoberekwa suwirai mukaka chaiwo wezvemweya kuti nawo mukure kusvika kuruponeso. Nokuti “Makaravira mutsa waTenzi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 2