1 Petro 2:1-2
1 Petro 2:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo, muzvidzore pane zvakaipa zvose namanomano ose, nokunyengera, negodo, nokureva kwose. Savacheche vachangoberekwa, pangai mukaka wakachena womweya, kuti mugokuriswa nawo muruponeso rwenyu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 21 Petro 2:1-2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo rasai zvakaipa zvose, nokunyengera kwose, namanomano, negodo, nokuchera kwose, savacheche vachangoberekwa, pangai mukaka womweya, usina kushatiswa; kuti mukure nawo, mugoponeswa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 21 Petro 2:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Saizvozvo chibvisai uipi hwose nokunyengedza kose nokubata vanhu kumeso neshanje nokunyomba kose. Savacheche vatsva vachangoberekwa suwirai mukaka chaiwo wezvemweya kuti nawo mukure kusvika kuruponeso.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 2