1 Madzimambo 22:52
1 Madzimambo 22:52 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akaita zvakaipa pamberi paJehovha nokuti akafamba munzira dzababa namai vake nomunzira dzaJerobhoamu mwanakomana waNebhati, akaita kuti Israeri iite chivi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 221 Madzimambo 22:52 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akaita zvakaipa pamberi paJehovha, akafamba nenzira yababa vake, uye nenzira yamai vake, uye nenzira yaJerobhoamu mwanakomana waNebhati, wakatadzisa Isiraeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 221 Madzimambo 22:52 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akaita zvakaipa zvisingadiwe naTenzi akafamba mugwara rababa vake uye mugwara raamai vake uyewo mugwara raJerobhoamu mwanakomana waNebhati akaparisa Isiraeri chitadzo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 22