1 Madzimambo 22:22
1 Madzimambo 22:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Jehovha akabvunza akati, ‘Nenzira ipi?’ “Iwo wakati, ‘Ndichaenda ndonova mweya unoreva nhema mumiromo yavaprofita vake vose.’ “Jehovha akati, ‘Uchabudirira mukumukwezva. Enda undozviita.’
1 Madzimambo 22:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha akati kwauri, “Neiko?” Iwo ukati, “Ndichaenda, ndichava mweya wenhema mumiromo yavaporofita vake vose.” Iye akati, “Iwe ndiwe uchamunyengera, uchakundawo; enda hako, undoita saizvozvo.”
1 Madzimambo 22:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akabva auti, ‘Unondomufurira sei?’ Iwo ndokuti, ‘Ndinoenda zvangu ndondova mweya wokunyepa mumuromo yavaporofita vake vose.’ Iye ndokuti, ‘Enda undomufurira uchazvigona. Chienda uite saizvozvo.’
1 Madzimambo 22:22 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Jehova akati kwauri: Neiko? Iwo ukati: Ndicaenda, ndicaʋa mŋeya wenhema mumiromo yaʋaprofita ʋake ʋose. Iye akati: Iwe ndiwe ucamunyeŋgera, ucakunda ʋo; enda hako, undoita saiɀoɀo.
1 Madzimambo 22:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)