1 Madzimambo 22:20
1 Madzimambo 22:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Jehovha akati, “Ndianiko uchandonyengera Ahabhi, aende, andourawa paRamotigireadhi?” Zvino mumwe akati zvokuti, nomumwezve akati zvokuti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 221 Madzimambo 22:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino Jehovha akati, ‘Ndiani achaenda kundokwezva Ahabhu kuti arwise Ramoti Gireadhi agoenda kundofira ikoko?’ “Mumwe akataura izvi, mumwe akataura izvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 221 Madzimambo 22:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi ati, ‘Ndiyani angaende zvake akafurira Ahabhu kuti aende kuguta reRamoti kuGireadhi andopararirako?’ Vadomatoma vachitaura twakasiyana-siyana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 22