1 Madzimambo 22:19
1 Madzimambo 22:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mikaya akaenderera mberi akati, “Naizvozvo chinzwai shoko raJehovha: Ndakaona Jehovha akagara pachigaro chake choushe, uye hondo dzose dzokudenga dzakamira dzakamupoteredza kurudyi nokuruboshwe kwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 221 Madzimambo 22:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Mikaya akati, “Chinzwai zviri kutaurwa naTenzi. Ndaona Tenzi agere pachigaro chake choumambo akakutwa negurusvusvu rehondo dzose dzokudenga kurudyi nokuruboshwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 221 Madzimambo 22:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mikaya akati, “Zvino chinzwai shoko raJehovha, ‘Ndakaona Jehovha agere pachigaro chake choushe, nehondo dzose dzokudenga dzimire naye kurudyi rwake nokuruboshwe rwake.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 22