1 Johani 3:15
1 Johani 3:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ani naani anovenga hama yake imhondi, uye munoziva kuti hakuna mhondi ino upenyu husingaperi mairi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 31 Johani 3:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mumwe nomumwe anovenga hama yake, muurayi; munoziva kuti hakuna muurayi ano upenyu husingaperi hugere maari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 31 Johani 3:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu anovenga mumwe wake imhondi uye munoziva kuti mhondi haina upenyu husingaperi hunogara mairi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 3