1 VaKorinde 7:8-9
1 VaKorinde 7:8-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino kune vasina kuwana nechirikadzi ndinoti: Zvakanaka kwavari kuti vasawana, sezvandiri. Asi kana vasingagoni kuzvidzora, vanofanira kuwana, nokuti zviri nani kuwana pane kutsva.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 71 VaKorinde 7:8-9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi ndinoti kuna vasina kuwana, nokuchirikadzi, Zvakanaka kuti vagare seni. Asi kana vasingagoni kuzvidzora, ngavawane; nokuti zviri nani kuti vawane pakutsva.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 71 VaKorinde 7:8-9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuna vasina kuroora nechirikadzi, ndinoti zviri nani kwavari kuramba vasina kuwana sezvandiri. Asi kana vasingakwanisi kuzvibata ngavawane nokuti zvirinani kuwana pano kutsva nehavi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 7