1 VaKorinde 7:35
1 VaKorinde 7:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndiri kutaura izvi kuti zvikubatsirei, kwete kuti ndikudzivisei, asi kuti murarame munzira yakarurama muchizvipira kuna She zvizere.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 71 VaKorinde 7:35 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Izvi ndinotaura kuti mubatsirwe imi; ndisingadi kukusungai nomusungo, asi nokuda kwezvakafanira, uye kuti munamatire Ishe, musingakanganiswi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 71 VaKorinde 7:35 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinotaura izvi kuti ndikubatsirei, kwete kuti ndiwane chandinokurambidzai asi kuti pave nokuita kune mwero uye kuti muve nomwoyo mumwechete kuna Tenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 7