1 VaKorinde 7:10
1 VaKorinde 7:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kuna vakawana ndinopa murayiro uyu (kwete ini, asi Ishe): Mukadzi ngaarege kuparadzana nomurume wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 71 VaKorinde 7:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vakawana ndinovarayira, asi handizini, ndiIshe, kuti mukadzi arege kubva kumurume wake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 71 VaKorinde 7:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuna vakaroorana ndinopa murawo, kwete ini asi Tenzi, wokuti mudzimai haafaniri kusiyana nomurume wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 7