1 VaKorinde 1:11
1 VaKorinde 1:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hama dzangu, vamwe venyu vokwaKirowe vakandiudza kuti pane gakava pakati penyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 11 VaKorinde 1:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ndakaudzwa pamusoro penyu, hama dzangu, navarwi vokwaKirowe, kuti kune gakava pakati penyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 11 VaKorinde 1:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinodaro nokuti ndakataurirwa nevemhuri yokwaKurowe kuti pane kupopotedzana pakati penyu, hama dzangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 1