Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 13:35-37

Mako 13:35-37 SUB

Naizvozvo rindai, nokuti hamuzivi musi muridzi weimba anouya nawo, kana madeko, kana pakati pousiku, kana pakurira kwehuku, kana mangwanani; kuti arege kuuya kamwe–kamwe, akakuwanai muvete. Zvandinokuudzai imi, ndinoudza vose, ndichiti, ‘Rindai!’ ”

Verenga chikamu Mako 13