Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 4:5-8

Ruka 4:5-8 SUB

Zvino akamutungamirira kugomo refurefu, akamuratidza ushe hwose hwenyika nenguva duku–duku. Dhiabhori akati kwaari, “Ndichakupa simba iri rose nokubwinya kwazvo, nokuti ndakahupiwa ini, kuti ndihupe wandinoda. Zvino, iwe, kana ukandinamata, zvose zvichava zvako.” Jesu akapindura, akati kwaari, “Kwakanyorwa kuchinzi, ‘Namata Ishe, Mwari wako, umushumire iye oga.’ ”

Verenga chikamu Ruka 4