Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa aVapostori 8:29-31

Mabasa aVapostori 8:29-31 SUB

Mweya akati kuna Firipi, “Swedera, urambire pangoro iyo.” Firipi akamhanyirako, akamunzwa achirava muporofita Isaya, akati, “Unonzwisisa zvaunorava here?” Iye akati, “Ndingagona seiko, kana mumwe asingandidudziri?” Akakumbira zvikuru kuna Firipi kuti akwire, agare naye.