Vakataka Sitefani, achidana achiti, “Ishe Jesu, gamuchirai mweya wangu.” Akapfugama, akadanidzira nezwi guru, achiti, “Ishe, musavapa mhosva yechivi ichi.” Akati areva izvozvo, akabva afa.
Verenga chikamu Mabasa aVapostori 7
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mabasa aVapostori 7:59-60
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo