Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa aVapostori 11:17-18

Mabasa aVapostori 11:17-18 SUB

“Zvino kana Mwari akavapa chipo icho chaakatipa isu, pakutenda kwedu kuna Ishe Jesu Kristu, ini ndaigova ani, aigona kudzivisa Mwari?” Zino vakati vanzwa izvozvo, vakanyarara, vakakudza Mwari, vachiti, “Zvirokwazvo, Mwari akapa vahedheniwo kutendeuka kwoupenyu.”