VaRoma 16:1-2
VaRoma 16:1-2 BDSC
Ndinoreverera kwamuri hanzvadzi yedu Febhi, muranda wekereke iri paSeniseria. Ndinokukumbirai kuti mumugamuchire muna She sezvinofanira vatsvene uye mumubatsire pazvinhu zvose zvaangashayiwa, nokuti akabatsira zvikuru vanhu vazhinji, kusanganisira neniwo.

