Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaRoma 10:13-14

VaRoma 10:13-14 BDSC

nokuti “Ani naani anodana kuzita raShe achaponeswa.” Zvino, vachagodana seiko kuna iye wavasina kutenda kwaari? Uye vangatenda sei kuna iye wavasina kumbonzwa? Vanganzwa seiko kana kusina anovaparidzira?