Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 149:4-5

Mapisarema 149:4-5 BDSC

Nokuti Jehovha anofarira vanhu vake; vanozvininipisa anovashongedza korona noruponeso. Vatsvene ngavafare nokukudzwa kwake, uye vaimbe nomufaro vari pamibhedha yavo.