Madzimambo enyika nendudzi dzose, imi machinda nemi vatongi vose panyika, majaya nemhandara, vatana navana. Ngavarumbidze zita raJehovha, nokuti zita rake iye oga iguru; kubwinya kwake kuri pamusoro penyika namatenga. Akasimudzira vanhu vake runyanga, iyo rumbidzo yavatsvene vake vose, yaIsraeri, vanhu vari pedyo nomwoyo wake.
Verenga chikamu Mapisarema 148
Terera ku Mapisarema 148
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 148:11-14
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo