Mangwanani ngaandivigire shoko rorudo rwenyu rusingaperi, nokuti ndinovimba nemi. Ndiratidzei nzira yandinofanira kufamba nayo, nokuti ndinosimudzira mweya wangu kwamuri. Ndinunurei kubva kuvavengi vangu, imi Jehovha, nokuti ndinozvivanza mamuri. Ndidzidzisei kuita kuda kwenyu, nokuti muri Mwari wangu; mweya wenyu wakanaka ngaunditungamirire panzira yakati chechetere.
Verenga chikamu Mapisarema 143
Terera ku Mapisarema 143
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 143:8-10
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo