Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 103:1-5

Mapisarema 103:1-5 BDSC

Rumbidza Jehovha, iwe mweya wangu; zvose zviri mukati mangu, ngazvirumbidze zita rake dzvene. Rumbidza Jehovha, iwe mweya wangu, uye urege kukanganwa mikomborero yake yose, iye anokanganwira zvivi zvako zvose, uye anoporesa kurwara kwako kwose, anodzikinura upenyu hwako kubva pagomba, uye anokushongedza korona yorudo netsitsi, anogutsa zvido zvako nezvinhu zvakanaka, kuti uduku hwako huvandudzwe sohwegondo.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMapisarema 103:1-5