Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zvirevo 3:5-8

Zvirevo 3:5-8 BDSC

Vimba naJehovha nomwoyo wako wose urege kuzendamira panjere dzako; munzira dzako dzose umutungamidze, uye acharuramisa nzira dzako. Usazviita munhu akachenjera pamaonero ako; itya Jehovha uvenge zvakaipa. Izvi zvichava utano pamuviri wako uye nokusimbiswa kwamapfupa ako.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neZvirevo 3:5-8