Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaFiripi 1:9-10

VaFiripi 1:9-10 BDSC

Uye uyu ndiwo munyengetero wangu: kuti rudo rwenyu ruwande uye muwanze kuziva nokunzwisisa, kuitira kuti mugogona kunzwisisa kuti zvakaisvonaka ndezvipi uye muve vakachena uye mushayiwe chamungapomerwa kusvikira pazuva raKristu