Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 8:1-3

Mateo 8:1-3 BDSC

Akati aburuka kubva mugomo, vanhu vazhinji vakamutevera. Mumwe murume aiva namaperembudzi akauya akasvikopfugama paari akati, “Ishe, kana muchida, munogona kundinatsa.” Jesu akatambanudza ruoko rwake akabata murume uya akati, “Ndinoda. Chinatswa!” Pakarepo akabva aporeswa maperembudzi ake.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMateo 8:1-3