Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 5:11-12

Mateo 5:11-12 BDSC

“Makaropafadzwa imi kana vanhu vachikutukai, vachikutambudzai uye vachikupomerai zvakaipa zvose nokuda kwangu. Farai mufarisise kwazvo nokuti mubayiro wenyu mukuru kudenga, nokuti nenzira imwe cheteyo vakatambudza vaprofita vakakutangirai.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMateo 5:11-12