Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 17:22-23

Mateo 17:22-23 BDSC

Vakati vaungana muGarirea Jesu akati kwavari, “Mwanakomana woMunhu achaiswa mumaoko avanhu. Vachamuuraya asi pazuva retatu achamutswa.” Uye vadzidzi vakasuwa kwazvo.