Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 6:46-48

Ruka 6:46-48 BDSC

“Sei muchiti, ‘Ishe, Ishe,’ kwandiri asi musingaiti zvandinoreva? Ndichakuratidzai zvakaita munhu anouya kwandiri anonzwa mashoko angu uye achiaita. Akaita somunhu anovaka imba, akachera zvakadzika akavaka hwaro paruware. Mafashamu akati asvika, mafungu akarova imba iyo asi haana kugona kuizungunutsa, nokuti yakanga yakavakwa zvakanaka.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neRuka 6:46-48