Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 2:19-21

Johani 2:19-21 BDSC

Jesu akavapindura akati, “Paradzai temberi iyi, uye ini ndichaivakazve mumazuva matatu.” VaJudha vakapindura vakati, “Zvakatora makore makumi mana namatanhatu kuti temberi iyi ivakwe, uye iwe uchaimutsa mumazuva matatu?” Asi temberi yaaireva waiva muviri wake.