Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 11:25-27

Johani 11:25-27 BDSC

Jesu akati kwaari, “Ndini kumuka noupenyu. Uyo anotenda kwandiri achararama, kunyange dai akafa; uye ani naani anorarama uye anotenda mandiri haangatongofi. Unotenda here izvi?” Iye akati, “Hongu, Ishe, ndinotenda kuti ndimi Kristu, Mwanakomana waMwari, uyo akanzi achauya panyika.”

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohani 11:25-27