Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jakobho 1:3-4

Jakobho 1:3-4 BDSC

nokuti munoziva kuti kuedzwa kwokutenda kwenyu kunobereka kutsungirira. Kutsungirira kunofanira kupedza basa rako kuitira kuti imi mukure uye muve vakakwana, musingashayiwi chinhu.